Jazzman

Chorus:
Ndisungirei danda rangu
Rinofadza moyo wangu
Tererai ngoma dzangu
Muchiisa chamba pama rizzla
Ndinogara ndiri high
Chengetai chemangwana
Wedzera mix wangu
I jst wanna smoke it ndimu (Bhima) bmw

Verse:
Ndakarohwa nemzii
Ehe kubase kwedu kuri busy
Dry mouth handiyidi
Ndinotenga dopaz anyway
Popo rakundi pinza busy
Hanzi ganja hatiridi
Should i buy zimu vee
Kuty vasazondi ise chain
Mmm ndipei mmm ndipei
Mmm ndipe eh ey
Ndochifunga makuseni
Wamuka sei
Muka se eh ey
Ndri high nema ganja cake cake cake
Tarisai muromo yedu
Yakasvibira kumba kwenyu
Ndochida chamba chenyu
Chondibata se codeine
Ha inini ndakastika
Maziso angu akatsvuka
Iwe takura usandi bira
Unokaura wazvinzwa
Uribho mtengo wenyu
Chamba chinondipa hupenyu
Chenjerai kubase kwenyu
vane shanje nemi
Andidi chidodo ini
Chamba chondiita bho ini
Ska roller chamba homie
Ndiende mdenga sema ma angels

Chorus:
Ndisungirei danda rangu
Rinofadza moyo wangu
Tererai ngoma dzangu
Muchiisa chamba pama rizzla
Ndinogara ndiri high
Chengetai chemangwana
Wedzera mix wangu
I jst wanna smoke it ndimu (Bhima) bmw