Tsoka Murufuse

We feel a warmth around us,
like your presence is so near.
And we close our eyes to visualize
your face when you were here.
We endure the times we spent together

Tsoka murufuse,tsoka murufuse
Samanyanga vatsika tsoka
Murufuse.
Tsoka murufuse,tsoka murufuse.
Ndiani achaifamba nzira iyo.
Tsoka murufuse,tsoka muruse
Samanyanga vatsika tsoka
Murufuse.
Tsoka murufuse,tsoka murufuse.
Ndiani achaifamba nzira Iyoooooooo....
yavafamba.......

Midzimu matiranga kani
Taiti muchati rangarira..
Zvamatitirera hombarume.
(Tofa nenzara)
Samanyanga vaenda,
Vaisa tsoka murufuse (Tsoka)
Todini....."what shall we do"
(Tingadiniiiii.....)

Tsoka murufuse,tsoka murufuse
Samanyanga vatsika tsoka
Murufuse.
Tsoka murufuse,tsoka murufuse.
Ndiani achaifamba nzira iyo.
Tsoka murufuse,tsoka muruse
Samanyanga vatsika tsoka
Murufuse.
Tsoka murufuse,tsoka murufuse.
Ndiani achaifamba nzira Iyoooooooo....
yavafamba.......

Waenda nyikadzimu....
(nyikadzimu nyika)
Dai midzimu natirangarira.
Samanyanga vaenda vaisa tsoka murufuse........
(murufuse)
Midzimu matikanganwa....
"Tsokaaa......murufuse"
Samanyanga vaenda.
"Tsokaaa......murufuse"
Matikanganwa...
"Tsokaaa......murufuse"
Ndiyani ucharidza mbiraaa.
"Tsokaaa......murufuse"
Ndiyani uchatipanga mazano.
Amai yoooooooh...

................rest in peace (tuku)...............