Moving Star

Intro
She's a shooting star eyy(my babe babe)
My bae is a shooting star eyy(Mr Enough ava)
It's Muzzy D Pilot(yo greenston)
Maly pon di version

Hook
_She give me good good love
_And she makes me smile and i really like it
_Akati anoda 1 daughter, ndozvaanorota
_And i hope we make it

Chorus
_She's a moving star eyyy, pese pandomuona
_I make a wish, pese pandomuona
_A star eyy, pese pandomuona
_Ndosparkwa eish, pese pandomuona
_Star eyyy, pese pandomuona
_I make a wish, pese pandomuona
_A star eyy, pese pandomuona
_Ndosparkwa eish, pese pandomuona

Verse 1
_Hona good looking, ane structure iribho
_Yea i'm not kidding, ndichatomubata bhoo
_I can't stop thinking, ndinongomufungawo
_Ndoda kuita seeding, ndoda kumupa madon
_Musambomunyenga boys, musaiite iyoyo
_Asi mukada kuzvitanga, toitamba iyoyo
_Chero mukati inzenza, ndiye andipengesa
_Varume ndakatoida nzenza iyoyo

Chorus
_Moving star eyyy, pese pandomuona
_I make a wish, pese pandomuona
_A star eyy, pese pandomuona
_Ndosparkwa eish, pese pandomuona
_Star eyyy, pese pandomuona
_I make a wish, pese pandomuona
_A star eyy, pese pandomuona
_Ndosparkwa eish, pese pandomuona

Verse 2
_Ndogara ndichiWisher kuti dai aramba ari kind
_KuWisher kut dai akasadhaka sema pint
_KuWisher kut dai babe aramba aripa side
_Aramba aripa side cause
_She give me good good love
_And she makes me smile and i really like it
_Akati anoda 1 daughter, ndozvaanorota
_And i hope we make it

Chorus
_She's a moving star eyyy, pese pandomuona
_I make a wish, pese pandomuona
_A star eyy, pese pandomuona
_Ndosparkwa eish, pese pandomuona
_Star eyyy, pese pandomuona
_I make a wish, pese pandomuona
_A star eyy, pese pandomuona
_Ndosparkwa eish, pese pandomuona

Verse 1
_Hona good looking, ane structure iribho
_Yea i'm not kidding, ndichatomubata bhoo
_I can't stop thinking, ndinongomufungawo
_Ndoda kuita seeding, ndoda kumupa madon
_Musambomunyenga boys, musaiite iyoyo
_Asi mukada kuzvitanga, toitamba iyoyo
_Chero mukati inzenza, ndiye andipengesa
_Varume ndakatoida nzenza iyoyo

Chorus
_Moving star eyyy, pese pandomuona
_I make a wish, pese pandomuona
_A star eyy, pese pandomuona
_Ndosparkwa eish, pese pandomuona
_Star eyyy, pese pandomuona
_I make a wish, pese pandomuona
_A star eyy, pese pandomuona
_Ndosparkwa eish, pese pandomuona