Dreamer

Intro [Krissy]
Yeah
Here is a story of an Unknown Kid
Who was raised in a ghetto
A lot of things zvaaisangana nazvo
And most of the things he's still facing them right now
Zvimwe zvacho it's too complicated for him to understand kuti zvinobvepi
A lot of dreams visioning in his eyes ,but ano looser hope
'Cause vanhu vese vanenge vachingomudzikisira
1st Verse [Krissy]
A lot of times they tried to end my life
They couldn't take it away from me 'cause God had a purpose
A lot of phases I just go through
Most of them are difficult to blaze through
Zvinorwadza
When they laugh at me
Vachinditarisa sechinhu chisinabasa
My future is in the hands of the almighty God
But for the mean time
I'm drowning in these memories
How does it feel seeing a photo of a loved one
Yet you never had time to wave a goodbye
It's not easy for a woman to raise a man on her own
But congratulations , 'cause you did it mama
Mhepo nyangwe vakakanda seyi
I promise you gonna lux in a mansion
These tears flowing down say a lot
But the meaning only God can understand
Chorus [Krissy & Rue]
Zita rangu I'm just a dreamer
Havadi kundiona ndichiita zvakanaka
Hupenyu hwangu havambosiya
Vanobata pavanobata
Zita rangu I'm just a dreamer
Havadi kundiona ndichiita zvakanaka
Hupenyu hwangu havambosiya
They hate kundiona ndichibudirira
2nd Verse [Snap kid]
Everybody is hating new Makaveli
But I'm gonna bring Tupac too on this journey
I'm so tired of being quiet
Kubvira makuseni
I gotta put the bread on
Handineyi nemi
So hence forth
I'll start liking the pain
I'll start paving the way
For my enemies too ,I won't join their shame too
I will have no curfil ,though it won't be fair to all of you
Hook [Snap kid] ×2
'Cause Zita rangu I'm just a dreamer
I will care kunyangwe muchifinha
Chero musingade kundiona ndichifara
Asi zivai kuti ndichatofara
Chorus [Krissy & Rue]
Zita rangu I'm just a dreamer
Havadi kundiona ndichiita zvakanaka
Hupenyu hwangu havambosiya
Vanobata pavanobata
Zita rangu I'm just a dreamer
Havadi kundiona ndichiita zvakanaka
Hupenyu hwangu havambosiya
They hate kundiona ndichibudirira
Ko king
Mpfanha wako azombopfuraka nepanapa makuseni
Hanzi haaa mukoma ini pandendane 22
Ndopande ndakufamba neBenz
Saka ini ndabva ndagaya unoziva
Ndikati mpfanha uyu adakuti anenge akufamba neBenz here
Kana kuti vanhu ndopavanenge vakumuti Benzi
Chorus [Krissy & Rue] × 2
Zita rangu I'm just a dreamer
Havadi kundiona ndichiita zvakanaka
Hupenyu hwangu havambosiya
Vanobata pavanobata
Zita rangu I'm just a dreamer
Havadi kundiona ndichiita zvakanaka
Hupenyu hwangu havambosiya
They hate kundiona ndichibudirira