I need you more

Ndokupa here rudo
Ndokupa here moyo
Ndokupa here chipo
Ndokupa here vimbo
excuse me girl
izvo izvo ndezvangu
hatidimumwe umwe wechitatu
nekuti i love you
tell me also i love you

chorus
i need you more ×4
My bae

verse2
ndikatora rabepa
ndenyora hazvikwani
Mumoyo z dxvaninonzwa
kuzvimisa handigoni
oh my babie that for me
i don't need anyone
because i love you
tell me you love
verse3
love is not all about sex
you feel it's sugar let me test
babie wangu you are the best
across my bridge you're the first
exuce me girl
izvo izvo ndezvangu
hatidimumwe umwe wechitatu
nekuti i love you
and you love me