Hop In: Pop$ Vocal$ 31.12.2019.

ANNOTATION: Dylan Nkhulungo and his father on the freestyle tip on a new year’s eve 2019, you can also hear other people’s voices in the background. This event was recorded straight from a Android phone outside of the house with the beat banging from a Boom Box, most of the vocals are sung in “Shona”, a Zimbabwean spoken language.

[Freestyle: Pops & Dylan]
Mhm Mhm Mhm Mhmm
Hameno
Mira ndipinde mbichana (Haha)
Ndopinda nekuno ndobuda nekuseri
Ndikabuda nekuseri usanditevere (Hahah)
Cause hausikuziya kwandirikuenda
Unonetseka nekuti ndaenda nepapi, hauchandiwana
Hauchandiziva kuti ndambopinda nepapi futi, ahh
Isong yechiiko? (Hahah)
Ndiudzei (What!) kuti ndizive kuti ndirikutaura nezvechiii
Nezvechiii, chii chirikunetsa?
Isong yechiii?
Hahh Handisi kututomboziva (ahaha)
Ndirikungotaura-ha ndirikungotaura (What, that was my pops man)
Usadaro (Yeah)
Ndiudzeiwo ndizive

[Outro: Dylan]
Yo yo man know what sayin
My pops a singer uh
I’m a rapper, nah
Not just a rapper I’m an artist, nah
Not just a artist I’m a businessman
“I’m not a businessman, I’m a business man”
Yeah yeah I know JAY-Z said that line
But whatever