dub-qweza

[verse1]
always tell them my heart is blue
dub qweza so sticky senge glue
sincere lady dzonoser senge dzine flue
maqueens nema kings emutown tisu tine clue
they know mu bc we rule
dub side nemababe edu epa qweza ari cool
uchihater qe wangu uri fool
tisu tikuchimhanya like now
dub qweza ndoyacho final
hameno zvavo ikoko vari low
i dont mean low as in law
best couples we gat the show
kwatiri skiri they owe
matched like heart and soul
ndosaka maguts avo ari low
panyaya dze flamboyance we score
we dont call its bhoe
classy se gobhora ramussa sow
uchida skiri wangu ooo ooo oo
step low low
vanoshra qweza no no no
hamuna kukwana musatambire kuno

[hook]
kana tati hatidi nayo tisiyeyi takadaro
musade kutitsara mbavha gororo

[chorus]
hatidi nayo qweza yedu
ndipo pane ma sheezy edu
bc ndoo dining redu
dub corner ndo bedroom redu
[verse2]
as for me my heart is blown
beside qweza hakuna vamwe vari nani
black beauty up to yellow bone
bonjour ndoo greeting kwete wagwan
haiwa kuchena mahwani
vana vanofitwa nemablazzer
vana vakafitwa nekudya window re altezza
vamwe vana boyz vakutozeza
tanetsa from brooke up to zengeza
haiwa tasimudza mureza